Ricky Fire warns artists , siyai madrugs ini ndinongomaimba but handibate

Ricky Fire warns artists , siyai madrugs ini ndinongomaimba but handibate

Drugs have spearheaded the rise of many dancehall artists but they have also been the reason of their downfall. This has been witnessed by the stories of Dobba Don and Lady Squanda coming out.

Many have fallen victim to the new trends of Mutoriro and Guka . Ricky Fire took matters into his own hands to warn upcoming stars never to take drugs as an option. In his message he said:

To all my fellow Artists, kana wanga usati warova madrugs or kana wanga usati watanga pliz gara warega kuraidza hako nekuti zvinokunetsa mangwana. Vazhinji kwazvo vavakuda kuregedza madrugs asi nenyaya ye strong addiction yema drugs zvirikuramba . Kune varikurova asi havachada ,yambiro yangu ndeyekuti chekutanga u need to pray zvakasimba kana kutsvaga anokunamatira kudzinga that spirit yema drugs then ozoita zve rehab hako . Ini zvamunondiona kudai handina kubvira ndada kupinda muma drugs since birth, yes sometimes ndaitomboimba ndichisimbisa chamba but kutaura chokwadi ini kana chamba handirove .

Chimwe chinhu zvakare ma artist musamirire mari yemangoma iyi especially here in Zimbabwe, tsvagawo something to do kana ka Busness kekuita kuti usazochema mangwana kana mangoma arema coz remangwana hakuna anoziva only God knows.

Ndoda kungoti dai Mwari asunungura avo varikuda havo kusiya madrugs avabatsire newewo namatawo wega zvakasimba kuti Mwari akukundise kusiya madrugs.

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here