Seh Calaz announces he will be releasing 3 albums this year with his latest coming soon

Seh Calaz announces he will be releasing 3 albums this year with his latest coming soon

Seh Calaz has shared vital information that he will be releasing another EP this year. This will be his 3rd project after the Sauro album , and his recent one .

In a message he said:
I believe my fans vanoda Dancehall Vaye zvekudaro vanga vanyanyo chema na Boss Yala we reggae dzerudo uyo, vakuda Bandiiti ravo remakanyanisi, Tawanda wamakada uyu I newspaper, soo mukati Maro mune Sports, business, entertainment,jokes, zviziviso zverufu, makuhwa, scandals everything zvirimo, you can’t expect Herald ibuditse sports chete nekuti ndoyaunoda, ukauya ku Mabhanditi wapinda muShopping Mall nanga kwauri kuda wopinda shop yaunoda unotora zvaunoda but still Kanye West vapindira Kuzo Kanya Vanhu

The track list of the Ep titled Bvopfiro Pariro goea as follows:

1.Bvopfiro Pariro
2.Ndiri MuGym
3.Murisei Madinga
4.Ndofira Ipapo
5.It’s Okay it’s Okay
6.Kudhakwa NdoDhakw
7.Sirivhiya((Mushenen’ene)

Kwasara one chete Ndiudzei zvamasuwa from Mubhanditi any kwauri kuti uku Mukomana atiregerera anyanyisa kwete Reggae or Dza Amai 😑
#dancehallniceagain

https://youtube.com/c/SehCalazLive

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here