Zimbabwean woman dumps baby in Durban streets after arova dombo

Zimbabwean woman dumps baby in Durban streets after arova dombo

Drug and substance abuse does not only affect men but it is also a real issue with women . Legends like Brenda Fassie were victims and recently in Zimbabwe we saw Tatts being delivered from this addiction .

A drug called dombo has been ruling the streets for quite some time and a shocking story has emerged of a Zimbabwean woman living in South Africa .

The family members say that she moves with her baby around and some point dump the baby as she is always under the influence

Read the full conversation below:

[09/30, 14:36] +27 78 406 3167: Let’s forgive her…. Then timbonzwa nyaya yake kuti chii chanyanyo netsa ngaatsvakwe ataurwe naye if it’s not for her, ngazviitirwe mwana.
[09/30, 14:54] +27 78 688 8103: She is my young sister guys .akatotiza basa paaishanda nemwana ndokuenda kunomusiya kuoverport kwaaifunga kuti atinzwe ..its a long story akatombomutiza aine 3weeks ndikasara nemwana takamuwana after a month kuwindermere akati haachazviita bvatamutsvagira basa paaishanda nemwana so ndopaatiza ..haana problem hake arikuda hake zvemadrugs we thot achinja but haana uyu..tozomuwana paanga ari kuwindermere
[09/30, 14:55] +27 78 688 8103: Ndiye chibaba vaudzeiwo kuti makatombo donater mapampers atiza 2 times mupfanha wangu tikushayawo kuti toita sei naye ..tatopererwa
[09/30, 14:57] +27 74 270 8071: Haa ngaasadaro…. Ndamuonaka kut ndiye uya uyu uuhm
[09/30, 15:00] +27 78 688 8103: Haasi kuda kuchinja zvake
[09/30, 15:18] +27 61 380 4414: Toita sei nevanhu wemasvingo
[09/30, 15:21] +27 78 406 3167: Nw zvakumaker sense kana atoo wemadrugs haasiri fit kuchengeta mwana saka panotoda help
[09/30, 16:13] +27 61 114 6132: Cant u take the baby momuchengeta iye kana ada hake life yemadrugs ozviitira hake but safety and well being yemwana zvakakosha
[09/30, 16:17] +27 62 942 5282: Ehe mufunge dai vatora havo mwana
[09/30, 16:24] Mimi: Asi anorova dombo here

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here