“Zimbabweans we are always bitter for nothing”, Freeman advices social media users

Negativity and adversity have been one of the most distinct features that Zimbabweans are identified with. Dancehall superstar Freeman had this to say!!!
Guys have u noticed that maZimba or lemi say isu tese zvedu as Zimbabweans  tinoita as if tine bitterness  bigtime pama Streets eSoSho media apaa aaaaa tine hasha chii nhai kkkkkl ndendichiona hangu mawunduriro amunoitana kuma FASHION POLICE ZIMBABWE (MIXED)  uku so, ZimCelebs Official ikangoPosta munhu achinzi living her/his best life haaa anonhongwa last

 Artist  akabudisa new Project take take haaa mirai muone nhingi achauya nezvinonakidza,Torwa paChedu Like seriously,? Senyika tukuendepi? Unozongoona kuti kwatukubva ndokwatukuenda,Hasha dzikubvepi idzi ?? Ndiudzeiwo

LEAVE A REPLY

Please enter your comment!
Please enter your name here